John 1:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu ɀose ɀakaitwa naye; kunze kwake hakuna‐kuitwa kunyaŋge cinhu cimŋe cakaitwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinhu zvose zvakaitwa kubudikidza naye; kunze kwake hakuna kana chinhu chakaitwa pane izvo zvakaitwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvose zvakaitwa nemaari; hapana chisikwa chisina kusikwa naiye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyange chinhu chimwe chakaitwa.
Shona 2009?
Zvinhu zvose zvakaitwa naye, uye kunze kwake hakuna kunyange chinhu chimwe chakaitwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu zvose zvakaitwa naye; kunze kwake hakuna kuitwa kunyangwe chinhu chimwe chakaitwa.