John 1:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akatarisisa Jesu acifamba, akati: Tarirai, Gwaiana raMŋari!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati achiona Jesu achipfuura akati, “Tarirai, Gwayana raMwari!”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
akatarisa Jesu achifamba akati, “Tarisai muone Hwayana yaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!”
Shona 2009?
akatarisisa Jesu achifamba, akati: Tarirai, gwayana raMwari!
Shona SUB 2002 Bible
akatarisisa Jesu achifamba, akati, “Tarirai, Hwayana yaMwari!”