John 1:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋupenyu bgaiʋa maari; ʋupenyu bgaiʋa ciedza caʋanhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maari maiva noupenyu, uye upenyu ihwohwo hwaiva chiedza chavanhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Maari makanga muino upenyu; upenyu ihwohwo hwakanga huri chiedza chavanhu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Upenyu hwaiva maari; upenyu hwaiva chiedza chavanhu.
Shona 2009?
Upenyu bwaiva maari: upenyu bwaiva chiedza chavanhu,
Shona SUB 2002 Bible
Upenyu hwaiva maari; upenyu hwaiva chiedza chavanhu.