John 1:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akataŋga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana ɀicishandurwa).
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinhu chokutanga chakaitwa naAndirea ndechokuti akatsvaka Simoni mukoma wake akati kwaari, “Tamuwana Mesiya” (ndiko kuti Kristu).
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatanga kuwana Simoni akamuti, “Tawana Mesia zvinoreva kuti Kristu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiasi” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”)
Shona 2009?
Akatanga kuwana mukoma wake Simoni, akati kwaari: Tawana Mesiasi (ndokuti Kristu, kana zvichishandurwa,)
Shona SUB 2002 Bible
Iye akatanga kuwana Simoni, mukoma wake, akati kwaari, “Tawana Mesiya” (ndokuti, “Kristu, kana zvichishandurwa.”)