John 1:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋa maŋgwana akaɗa kuenda Garirea, akawana Firipo; Jesu akati kwaari: Nditeʋere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva rakatevera Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea. Akati awana Firipi akati kwaari, “Nditevere.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ava mangwana Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea ndokuwana Firipi akamuti, “Nditevere.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ava mangwana akada kuenda Gariria, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.”
Shona 2009?
Ava mangwana Jesu akada kuenda Gariri, akawana Firipi, akati kwaari: Nditevere.
Shona SUB 2002 Bible
Ava mangwana akada kuenda Gareriya, akawana Firipi; Jesu akati kwaari, “Nditevere.”