John 1:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Firipo akawana Natanaeri, akati kwaari: Tamuwana iye, wakanyorwa ɀake naMosesi pamurairo naʋaprofita, iye Jesu weNazareta, mŋanakomana waJosefa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Tamuwana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMurayiro, uyewo akanyorwa nezvake navaprofita, Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurayiro navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.”
Shona 2009?
Firipi akawana Nataniyeri, akati kwaari: Tamuwana iye, wakanyorwa zvake naMozisi pamurairo navaporofita, Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.
Shona SUB 2002 Bible
Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurairo navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.”