John 1:46 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Natanaeri akati kwaari: Kunecinhu cakanaka ciŋgabva Nazareta here? Firipo akati kwaari: Ʋuya, uʋone.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Natanieri akati, “Nazareta! Pane chinhu chakanaka chingabva kuNazareta here?” Firipi akati, “Uya uone.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natanieri akamuti, “Chiiwo chakanaka chingabve kuNazareti?” Firipi akati kwaari, “Uyaka uone.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.”
Shona 2009?
Nataniyeri akati kwaari: Kune chinhu chakanaka chingabuda muNazareta here? Firipi akati kwaari: Vuya uvone.
Shona SUB 2002 Bible
Nataneri akati kwaari, “Kune chinhu chakanaka chingabva Nazareta here?” Firipi akati kwaari, “Uya, uone.”