John 1:47 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akaʋona Natanaeri aciʋuya kwaari, akamuti: Tarirai, muIsraeri waɀokwaɗi, usinokunyeŋgera maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati achiona Natanieri achiuya, akati kwaari, “Houno muIsraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akaona Natanieri achiuya kwaari akataura nezvake achiti, “Houno muIsiraeri chaiyeiye, asina unyengedzi maari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akaona Nataneri achiuya kwaari, akamuti, “Tarirai, muIsiraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.”
Shona 2009?
Jesu akavona Nataniyeri achivuya kwaari, akati pamusoro pake: Tarirai, muIsraeri wechokwadi, usinokunyengera maari.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akaona Nataneri achiuya kwaari, akamuti, “Tarirai, muIsiraeri wechokwadi, asina kunyengera maari.”