John 1:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Natanaeri akamupindura, akati: Rabi, ndimi Mŋanakomana waMŋari, ndimi Ishe waIsraeri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Natanieri akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari; ndimi Mambo weIsraeri.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Natanieri akamupindura achiti, “Rabhi imi ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi mambo weIsiraeri.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.”
Shona 2009?
Nataniyeri akapindura, akati kwaari: Mudzidzisi, ndimwi Mwanakomana waMwari, ndimwi Ishe waIsraeri.
Shona SUB 2002 Bible
Nataneri akamupindura, akati, “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari, ndimi Ishe waIsiraeri.”