John 1:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Mucaʋona kuɗeŋga kwazarurwa, naʋatumŋa ʋaMŋari ʋacikwira, nokuɓurukira pamsoro poMŋanakomana womunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akatizve, “Ndinokuudzai chokwadi, muchaona denga richizaruka, uye vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka pamusoro poMwanakomana woMunhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri muchaona denga rakazaruka vatumwa vaMwari vachikwira nokuburuka nechapamusoro pomwanakomana womunhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchaona kudenga kwazarurwa, navatumwa vaMwari vachikwira, nokuburukira pamusoro poMwanakomana womunhu.”
Shona 2009?
Akati kwaari: Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Kubva zvino muchavona kudenga kwazarurwa, navatumwa vaMwari vachikwira, nokuburukira pamusoro poMwanakomana womunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwauri, uchaona kudenga kwazarurwa, navatumwa vaMwari vachikwira, nokuburukira pamusoro poMwanakomana womunhu.”