John 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uyo wakaŋga asati ari ico ciedza, asi wakatumŋa kuti apupurire ciedza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanga asiri iye chiedza pachake; akauya chete ari sechapupu kuchiedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza.
Shona 2009?
Uyo wakanga asati ari icho chiedza, \add asi\add* wakatumwa kuzopupura pamusoro pechiedza.
Shona SUB 2002 Bible
Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza.