John 10:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Usiŋgapindi nomukoʋa muɗaŋga ramakwai, asi unokwira nokumŋe, imbava negororo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndinokuudzai chokwadi kuti munhu asingapindi mudanga ramakwai napamukova, asi anokwira kuti apinde naparutivi, imbavha uye igororo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvechokwadi chokwadi ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo pedanga rehwai asi achikwira napamwe munhu iyeyo imbavha negororo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuo mudanga ramakwai, asi anokwira napamwe, imbavha negororo.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Usingapindi napamukova mudanga ramakwai, asi unokwira nokumwe, ndiye mbavha negororo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, “Asingapindi napamusuwo mudanga ramakwai, asi anokwira napamwe, imbavha negororo.