John 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini mufudzi wakanaka, ndinoziʋa makwai aŋgu, namakwai aŋgu anondiziʋa ini,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndiani mufudzi wamakwai; ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndini mufudzi wakanaka ndinoziva hwai dzangu uye hwai dzangu dzinondizivawo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndini mufudzi akanaka, ndinoziva makwai angu, namakwai angu anondiziva ini,
Shona 2009?
Ini ndini mufudzi wakanaka, ndinoziva angu, ndinozikamwa neangu,
Shona SUB 2002 Bible
Ndini mufudzi akanaka, ndinoziva makwai angu, namakwai angu anondiziva ini,