John 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Namamŋe makwai ndinawo, asati ari eɗaŋga rino. Naiwo ndinofanira kuʋuya nawo ʋo, acanzwa inzwi raŋgu; ricaʋa ɓoka rimŋe, nomufudzi mumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndina mamwe makwai asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuauyisawo. Naiwowo achanzwa inzwi rangu, uye achava boka rimwe nomufudzi mumwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndine dzimwe hwai dzisiri dzedanga rino ndinofanira kudziunzawo. Idzo dzichanzwawo izwi rangu saizvozvo kuchava nedanga rimwechete nomufudzi mumwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Namamwe makwai ndinawo, asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuuya nawowo, achanzwa inzwi rangu; richava boka rimwe, nomufudzi mumwe.
Shona 2009?
Namamwe makwai ndinawo, asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuvuya nawovo, achanzwa inzwi rangu; richava boka rimwe, nomufudzi mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
Namamwe makwai ndinawo, asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuuya nawowo, achanzwa izwi rangu; richava boka rimwe, nomufudzi mumwe.