John 10:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀandakapiwa naƂaɓa ʋaŋgu ɀikuru kuneɀose; hakunomunhu uŋgaabvuta muruʋoko rwaƂaɓa ʋaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Baba vangu, ivo vakaapa kwandiri, vakuru kuna vose; hakuna munhu angaabvuta muruoko rwaBaba vangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba vangu vakadzipa kwandiri vakuru kupinda ani zvake uye hapana anogona kudzibvuta mumaoko aBaba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvandakapiwa nababa vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwababa vangu.
Shona 2009?
Baba vangu vakandipa \add iwo\add* vakuru kunavose; hakuna unogona kuabvuta muruvoko rwaBaba vangu.
Shona SUB 2002 Bible
Zvandakapiwa naBaba vangu zvikuru kuna zvose; hakuna munhu ungaabvuta muruoko rwaBaba vangu.