John 10:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akaʋapindura, akati: Ndakakuratidzai maɓasa mazhinji akanaka akabva kunaƂaɓa; munonditakira ɓasa ripiko kunaiwayo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi Jesu akati kwavari, “Ndakakuratidzai mabasa esimba mazhinji kubva kuna Baba. Nderipiko basa ipapa ramunoda kunditakira namabwe?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka anobva kuna Baba; amunonditakira ndaapi ipapa?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?”
Shona 2009?
Jesu akavapindura \add akati\add*: Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka kubva kunaBaba vangu; nderipiko ramabasa awa ramunonditakira?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akavapindura, akati, “Ndakakuratidzai mabasa mazhinji akanaka akabva kuna Baba; munonditakira basa ripiko kuna iwaya?”