John 10:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akaʋapindura, akati: Haɀina‐kunyorwa here mumurairo wenyu, ɀicinzi: Ndakati: Muri ʋamŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akavapindura akati, “Ko, hazvina kunyorwa here muMurayiro wenyu, kuti ‘Ndakati muri vamwari’?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akavapindura achiti, “Hazvina kunyorwa here mumutemo wenyu zvichinzi, ‘Ndakati muri vanamwari.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akavapindura, akati, “Hazvina kunyorwa here mumurayiro wenyu, zvichinzi, ndakati, ‘Muri vamwari?’
Shona 2009?
Jesu akavapindura \add akati\add*; Hazvina kunyorwa here mumurairo wenyu, \add zvichinzi\add*: Ini ndakati: Muri vamwari?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akavapindura, akati, “Hazvina kunyorwa here mumurairo wenyu, zvichinzi, ndakati, ‘Muri vamwari?’