John 10:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
imi moti seiko kunaiye wakaitwa mutȿene naƂaɓa, nokutumŋa panyika: Unomhura Mŋari, ɀandakati: Ndiri Mŋanakomana waMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
zvakadii kuno uyo akatsaurwa naBaba saiye wavo chaiye uye wavakatuma panyika? Seiko muchindipomera mhosva yokumhura, zvandati, ‘Ndiri Mwanakomana waMwari’?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino munoti uyo akaitwa mutsvene naBaba, akatumwa pasi pano, uri kushonha Mwari nokuti ndati ndiri Mwanakomana waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
imi moti seiko kuna iye akaitwa mutsvene nababa, nokutumwa panyika, unomhura Mwari, zvandakati, ndiri Mwanakomana waMwari?
Shona 2009?
uyo wakatsaurwa naBaba, nokutumwa panyika, asi imwi munoti: Unomhura Mwari, nokuti ndati: Ndiri Mwanakomana waMwari?
Shona SUB 2002 Bible
imi moti seiko kuna iye akaitwa mutsvene naBaba, nokutumwa panyika, unomhura Mwari, zvandakati, ndiri Mwanakomana waMwari?