John 10:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndini mukoʋa; kana munhu apinda neni, ucaponeswa, ucapinda, ucaɓuɗa, ucawana mafuro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndini mukova; ani naani anopinda napandiri achaponeswa. Achapinda agobuda, uye achawana mafuro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndini musuo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro.
Shona 2009?
Ndini mukova; kana munhu apinda neni, uchaponeswa, uchapinda, nokubuda, uchawana mafuro.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndini musuwo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro.