John 11:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana munhu acifamba ʋusiku, unogumburwa, nokuti hakuneciedza maari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anogumburwa paanenge achifamba usiku, nokuti haana chiedza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi munhu anofamba murima anoguhunwa nokuti maari hamuna mwenje.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana munhu achifamba usiku, anogumburwa, nokuti hakuna chiedza maari.”
Shona 2009?
Asi kana munhu achifamba vusiku, unogumburwa, nokuti hakuna chiedza maari.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana munhu achifamba usiku, anogumburwa, nokuti hakuna chiedza maari.”