John 11:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋadzidzi ʋakati kwaari: Ishe, kana aciʋata, ucanaya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vadzidzi vake vakapindura vakati, “Ishe, kana akavata, achaita zviri nani.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vadzidzi vake vakati kwaari, “Tenzi kana kuri kuti avata achanaya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vadzidzi vakati kwaari, “Ishe, kana achivata, achanaya.”
Shona 2009?
Zvino vadzidzi vake vakati: Ishe, kana avete uchanaya.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vadzidzi vakati kwaari, “Ishe, kana achivata, achanaya.”