John 11:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Jesu akaʋaʋudza pacena: Razaro wafa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka ipapo akavataurira pachena akati, “Razaro afa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu ndokuzovataurira pachena kuti “Razaro wafa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jesu akavaudza pachena, “Razaro afa.
Shona 2009?
Ipapo Jesu akavavudza pachena: Razaro wafa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Jesu akavaudza pachena, “Razaro afa.