John 11:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndinofara nokuɗa kwenyu, kuti ndakaŋga ndisi’po, kuti mugotenda; asi ɀino hendei kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye nokuda kwenyu, ndinofara nokuti ndakanga ndisiko, kuitira kuti imi mugotenda. Asi ngatichiendai kwaari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuda kwenyu ndinofara kuti ndakanga ndisiko kuti mudavire. Zvino ngatichiendai kwaari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndinofara nokuda kwenyu, kuti ndakanga ndisipo, kuti mugotenda; asi zvino hendei kwaari.”
Shona 2009?
Zvino Ndinofara nokuda kwenyu, kuti ndakanga ndisipo, kuti mugotenda; asi zvino hendei kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Ndinofara nokuda kwenyu, kuti ndakanga ndisipo, kuti mugotenda; asi zvino hendei kwaari.”