John 11:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Tomasi, wainzi Didimo, akati kunaʋamŋe ʋadzidzi: Hendei nesu ʋo, kuti tindofa naye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Tomasi (ainzi Dhidhimo) akati kuvadzidzi vose, “Ngatiendei, kuti tinofawo naye.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tomasi anonzi, Mapatya akati kuna vamwe vake, vadzidzi “Handeiwo tindofa naye.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Tomasi, ainzi Dhidhimo, akati kuna vamwe vadzidzi, “Hendei nesuo, kuti tindofa naye.”
Shona 2009?
Ipapo Tomasi, wainzi Batya, akati kuna vamwe vadzidzi pamwe naye: Hendei nesuvo kuti tindofa naye.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Tomasi, ainzi Dhidhimo, akati kuna vamwe vadzidzi, “Hendei nesuwo, kuti tindofa naye.”