John 11:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu wakati aciȿika, akamuwana atoʋa mubgiro mazuʋa manna.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu paakasvika akawana Razaro anguva ava muguva kwamazuva mana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakasvika akawana Razaro atova muguva kwamazuva mana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati achisvika, akamuwana atova mubwiro mazuva mana.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakati achisvika, akawana kuti wakanga atova mubwiro mazuva mana.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati achisvika, akamuwana atova muhwiro mazuva mana.