John 11:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋazhinji ʋaʋaJuda ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMarta naMaria, kuti ʋaʋaɓate ruʋoko pamsoro pehanɀadzi yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuti vazovanyaradza pakurasikirwa kwavo nehanzvadzi yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Marita naMaria kuzovabata maoko ehanzvadzi yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuna Marita naMaria, kuti vavabate ruoko pamusoro pehanzvadzi yavo.
Shona 2009?
navazhinji vavaJudha vakanga vavuya kunaMarita naMaria, kuti vavanyaradze pamusoro pehanzvadzi yavo.
Shona SUB 2002 Bible
vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuna Marita naMaria, kuti vavabate ruoko pamusoro pehanzvadzi yavo.