John 11:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Marta wakati acinzwa kuti Jesu woʋuya, akaenda kundomuciŋgamidza; asi Maria wakagara mumba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marita akati anzwa kuti Jesu auya, akabuda kundomuchingamidza, asi Maria akasara mumba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marita paakanzwa kuti Jesu avakusvika akaenda kundomuchingura Maria akagara mumba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Marita akati achinzwa kuti Jesu wouya, akaenda kundomuchingamidza; asi Maria akagara mumba.
Shona 2009?
Zvino Marita wakati achingonzwa kuti Jesu wovuya, akaenda kundomuchingamidza; asi Maria wakagara mumba.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Marita akati achinzwa kuti Jesu wouya, akaenda kunomuchingamidza; asi Maria akagara mumba.