John 11:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀino ndinoziʋa, kuti ɀose ɀamunokumbira kunaMŋari, Mŋari ucakupai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndinoziva kuti kunyange izvozvi Mwari achakupai zvose zvamuchakumbira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyange iye zvino ndinoziva kuti chose chamunokumbira kuna Mwari, Mwari anokupai.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.”
Shona 2009?
Kunyange zvino ndinoziva kuti zvipi zvazvo zvamunokumbira kunaMwari, Mwari uchakupai.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvino ndinoziva, kuti zvose zvamunokumbira kuna Mwari, Mwari achakupai.”