John 11:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Marta akati kwaari: Ndinoziʋa kuti ucamuka ɀe pakumuka nezuʋa rokupedzisira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marita akati, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka kwezuva rokupedzisira.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka, pazuva remhedziso.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka nezuva rokupedzisira.”
Shona 2009?
Marita akati kwaari: Ndinoziva kuti uchamukazve pakumuka nezuva rokupedzisira.
Shona SUB 2002 Bible
Marita akati kwaari, “Ndinoziva kuti achamukazve pakumuka nezuva rokupedzisira.”