John 11:26 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe nomumŋe uri mupenyu, unotenda kwandiri, haaŋgatoŋgofi. Unotenda iɀoɀo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ani naani anorarama uye anotenda mandiri haangatongofi. Unotenda here izvi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anogara akabatana neni uye anotenda mandiri haazombofa. Unotenda here izvi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?”
Shona 2009?
uye mumwe nomumwe mupenyu unotenda kwandiri, haangatongofi nokusingaperi. Unotenda izvozvi here?
Shona SUB 2002 Bible
“Mumwe nomumwe ari mupenyu, anotenda kwandiri, haangatongofi. Unotenda izvozvo here?”