John 11:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari: Hoŋo, Ishe, ndakatenda kuti ndimi Kristu, Mŋanakomana waMŋari, uyo wainzi unoʋuya panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Hongu, Ishe, ndinotenda kuti ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari, uyo akanzi achauya panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwaari, “Hongu, Tenzi chokwadi ndinotenda kuti ndimi Mesia. Mwanakomana waMwari anonzi achauya pasi pano.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaari, “Hongu, Ishe, ndakatenda kuti ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari, uyo ainzi anouya panyika.”
Shona 2009?
Akati kwaari: Hongu, Ishe; ndinotenda kuti ndimwi Kristu, Mwanakomana waMwari, unofanira kuvuya panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaari, “Hongu, Ishe, ndakatenda kuti ndimi Kristu, Mwanakomana waMwari, uyo ainzi anouya panyika.”