John 11:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye wakati aciɀinzwa, akakurumidza kusimuka, akaenda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Maria akati anzwa izvozvo, akasimuka nokukurumidza akaenda kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakazvinzwa akabva asimuka nokukurumidza akaenda kwaari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati achizvinzwa, akakurumidza kusimuka, akaenda kwaari.
Shona 2009?
Iye wakati achi\add zvi\add*nzwa, akakurumidza kusimuka akaenda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati achizvinzwa, akakurumidza kusimuka, akaenda kwaari.