John 11:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Mamuisepiko? Ʋakati kwaari: Ishe, ʋuyai, muʋone.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akavabvunza akati, “Mamuradzika kupiko?” Vakati kwaari, “Uyai muone, Ishe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati, “Makandomuradza kupi?” Vakati kwaari, “Tenzi, uyai muone zvenyu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Mamuisepiko?” Vakati kwaari, “Ishe, uyai muone.”
Shona 2009?
akati: Mamuradzikepiko? Vakati kwaari: Ishe, vuyai muvone.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Mamuisepiko?” Vakati kwaari, “Ishe, uyai muone.”