John 11:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋamŋe ʋaʋo ʋakati: Uyu wakaȿinudza meso eɓofu, haazaigona kudziʋisa kuti uyu munhu arege kufa here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vamwe vavo vakati, “Ko, uyu akasvinudza bofu akanga asingagoni here kudzivisa munhu uyu kuti arege kufa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vamwewo vakati, “Ko iye akasvinudza bofu maziso aitadza here kudzivirira munhu uyu kufa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe vavo vakati, “Uyu akasvinudza meso ebofu, haasaigona kudzivisa kuti uyu munhu arege kufa here?”
Shona 2009?
Asi vamwe vavo vakati: Uyu wakasvinudza meso ebofu, haazaiita here kuti uyu asafa?
Shona SUB 2002 Bible
Asi vamwe vavo vakati, “Uyu akasvinudza meso ebofu, haasaigona kudzivisa kuti uyu munhu arege kufa here?”