John 11:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Handina‐kukuʋudza here, kuti kana ukatenda, ucaʋona kubginya kwaMŋari?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Jesu akati, “Ko, handina kukuudza here kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Handina here kumbokutaurira kuti ukatenda uchaona mbiri yaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Handina kukuudza here, kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?”
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Handina kutaura here kwauri, kuti kana ukatenda, uchavona kubwinya kwaMwari?
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Handina kukuudza here, kuti kana ukatenda, uchaona kubwinya kwaMwari?”