John 11:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakabvisa ibge. Ɀino Jesu akatarira kuɗeŋga, akati: Ƃaɓa, ndinokuʋoŋgai, nokuti mandinzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakabvisa ibwe. Ipapo Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokuvongai nokuti mandinzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro vakabvisa ibwe riya. Jesu akatarisa kudenga akati, “Baba, ndinokutendai nokuti mandinzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakabvisa ibwe. Zvino Jesu akatarira kudenga, akati, “Baba, ndinovongai, nokuti mandinzwa.
Shona 2009?
Ipapo vakabvisa ibwe, apo pakanga paradzikwa wakafa. Zvino Jesu akasimudza meso, akati: Baba, ndinokuvongai, nokuti imwi mandinzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakabvisa ibwe. Zvino Jesu akatarira kudenga, akati, “Baba, ndinovongai, nokuti mandinzwa.