John 11:42 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ndakaŋga ndiciziʋa, kuti munosindinzwa ŋguʋa dzose; asi ndakaɀireʋa nokuɗa kwaʋazhinji ʋakandikomba, kuti ʋatende kuti makandituma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinozviziva kuti munogara muchindinzwa, asi ndareva izvi nokuda kwavanhu vamire pano, kuti vatende kuti imi makandituma.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoziva kuti munondinzwa nguva dzose. Asi ndataura izvi kuitira vanhu vamire pano ava, vadavire kuti makandituma.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi ndakanga ndichiziva, kuti munosindinzwa nguva dzose; asi ndakazvireva nokuda kwavazhinji vakandikomba, kuti vatende kuti makandituma.”
Shona 2009?
Asi ndanga ndichiziva kuti munogara muchindinzwa; asi nokuda kwavazhinji vakandikomba ndareva kuti vatende kuti makandituma.
Shona SUB 2002 Bible
Asi ndakanga ndichiziva, kuti munosindinzwa nguva dzose; asi ndakazvireva nokuda kwavazhinji vakandikomba, kuti vatende kuti makandituma.”