John 11:45 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋazhinji ʋaʋaJuda, ʋakaŋga ʋaʋuya kunaMaria, ʋakati ʋaʋona ɀaaita, ʋakatenda kwaari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vazhinji vavaJudha vakanga vauya kuzoshanyira Maria, uye vaona zvakanga zvaitwa naJesu, vakatenda kwaari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vaJudha vazhinji vakanga vauya kuna Maria vakaona zvaakanga aita vakatenda maari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vazhinji vavaJudha, vakanga vauya kuna Maria, vakati vaona zvaaita, vakatenda kwaari.
Shona 2009?
Naizvozvo vazhinji vavaJudha, vakanga vavuya kunaMaria vakati vavona zvakaitwa naJesu, vakatenda kwaari.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vazhinji vavaJudha, vakanga vauya kuna Maria, vakati vaona zvaaita, vakatenda kwaari.