John 11:47 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaʋuŋganidza makurukota, ʋakati: Toɗiniko? nokuti uyu unoita ɀiratidzo ɀizhinji.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vaprista vakuru navaFarisi vakadanidzira musangano weDare Guru ravaJudha. Vakati, “Tiri kuiteiko? Hounoka munhu uyu ari kuita zviratidzo zvesimba zvizhinji.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vakuru vakuru vavapristi navaFarisei vakaunganidza makurukota avo padare vakati, “Toita sei, nokuti munhu uyu anoita zviratidzo zvakawanda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisi vakaunganidza makurukota, vakati, “Todiniko? Nokuti uyu anoita zviratidzo zvizhinji.
Shona 2009?
Naizvozvo vaprista vakuru navaFarisi vakavunganidza dare, vakati: Todiniko? Nokuti uyu munhu unoita zviratidzo zvizhinji.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo vapristi vakuru navaFarisi vakaunganidza makurukota, vakati, “Todiniko? Nokuti uyu anoita zviratidzo zvizhinji.