John 11:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe waʋo, Kayafasi, wakaŋga ari muprista mukuru gore iro, akati kwaʋari: Hamuziʋi cinhu, imi,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo mumwe wavo ainzi Kayafasi, akanga ari muprista mukuru wegore iroro akataura achiti, “Hamuna zvamunoziva imi!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi mumwe anonzi Kaifasi, aiva ari mupristi mukuru gore iroro akati kwavari, “Inga hamuna nechamunoziva,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe wavo, Kaifasi, akanga ari mupristi mukuru gore iro, akati kwavari, “Hamuzivi chinhu, imi,
Shona 2009?
Asi mumwe wavo, Kayafasi, wakanga ari muprista mukuru gore iroro, akati kwavari: Hamuzivi chinhu imwi,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe wavo, Kaifasi, akanga ari Mupristi Mukuru gore iro, akati kwavari, “Hamuzivi chinhu, imi,