John 11:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu wakaŋga aciɗa Marta, nomunuŋuna wake, naRazaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu aida Marita, nomunun'una wake uye naRazaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu aida Marita nomunun'una wake naRazaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akanga achida Marita, nomun'un'una wake, naRazaro.
Shona 2009?
Zvino Jesu wakanga achida Marita nomunun'una wake naRazaro.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akanga achida Marita, nomunun'una wake, naRazaro.