John 11:50 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋuye hamuraŋgariri kuti ɀirinani kwamuri, kuti munhu mumŋe afire ʋanhu, rudzi rwose rurege kufa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hamuzivi here kuti zviri nani kwamuri kuti munhu mumwe afire vanhu pano kuti rudzi rwose ruparare.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
hamuzivi kuti zvakanaka kwamuri kuti munhu mumwechete afire vanhu kuti rudzi rwose rwurege kuparara.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uye hamurangariri kuti zviri nani kwamuri, kuti munhu mumwe afire vanhu, rudzi rwose rurege kufa.”
Shona 2009?
uye hamurangariri kuti zvakatinakira, kuti munhu mumwe afire vanhu, rudzi rwose rurege kufa.
Shona SUB 2002 Bible
uye hamurangariri kuti zviri nani kwamuri, kuti munhu mumwe afire vanhu, rudzi rwose rurege kufa.”