John 11:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
rusati ruri rudzi rwoga, asi kuti aʋuŋganidze pamŋe cete ʋana ʋaMŋari ʋakapararira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye rusati ruri rudzi irworwo bedzi asiwo vana vaMwari vakapararira, kuti avaunganidze agovaita vamwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye kwete kufira rudzi chete asi kukokorodza pamwechete vana vaMwari vakapararira kwose kwose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
rusati ruri rudzi rwoga, asi kuti aunganidze pamwechete vana vaMwari vakapararira.
Shona 2009?
rusati ruri rudzi rwoga, asi kutivo avunganidze pamwe chete vana vaMwari vakapararira vave mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
rusati ruri rudzi rwoga, asi kuti aunganidze pamwechete vana vaMwari vakapararira.