John 11:53 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kubva pazuʋa iro ʋakaraŋgana, kuti ʋamuʋuraye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka kubva pazuva iroro zvichienda mberi, vakarangana kumuuraya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo kubvira pazuva iroro vakarangana kuti vangamuuraye sei.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kubva pazuva iro vakarangana, kuti vamuuraye.
Shona 2009?
Zvino kubva pazuva iro vakarangana pamwechete kuti vamuvuraye.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kubva pazuva iro vakarangana, kuti vamuuraye.