John 11:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo Jesu haana‐kuzofamba pacena pakati paʋaJuda, asi wakabva’po, akaenda kunyika iri pedyo nerenje, kuguta rainzi Efraimi; akagara’ko naʋadzidzi ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha. Asi akabva akaenda kudunhu raiva pedyo nerenje, kumusha wainzi Efuremu, kwaakandogara navadzidzi vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena mukati mavaJudha. Akabvapo akaenda kunyika iri padyo nerenje kuguta rinonzi Efuremu. Akagara navadzidzi vake ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha, asi akabvapo, akaenda kunyika iri pedyo nerenje, kuguta rainzi Efuremu; akagarako navadzidzi vake.
Shona 2009?
Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha, asi wakabvapo akaenda kunyika iri pedo nerenje, kuguta rainzi Efuremu, akagarako navadzidzi vake.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo Jesu haana kuzofamba pachena pakati pavaJudha, asi akabvapo, akaenda kunyika iri pedyo nerenje, kuguta rainzi Efuremu; akagarako navadzidzi vake.