John 11:57 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaprista ʋakuru naʋaFarise ʋakaŋga ʋaraira, kuti, aninani kana aciziʋa kwaari, aʋaziʋise, kuti ʋandomuɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi vaprista vakuru navaFarisi vakanga varayira kuti kana paine anenge aziva kuna Jesu, aifanira kuvazivisa kuitira kuti vagomusunga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vapristi vakuru navaFarisei vakanga vakomera kuti anenge angoziva kwaari anofanira kuvazivisa kuti vamusunge.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vapristi vakuru navaFarisi vakanga varayira, kuti, ani naani kana achiziva kwaari, avazivise, kuti vandomubata.
Shona 2009?
Zvino vose vaprista vakuru navaFarisi vakanga varaira, kuti, kana aninani achiziva kwaari, azivise, kuti vamubate.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vapristi vakuru navaFarisi vakanga varayira, kuti, ani naani kana achiziva kwaari, avazivise, kuti vandomubata.