John 11:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati anzwa kuti unorwara, akambogara mazuʋa maʋiri paakaŋga ari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi paakanzwa kuti Razaro akanga achirwara, akagara paakanga ari kwamamwe mazuva maviri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanzwa kuti ari kurwara akagara mamwe mazuva maviri kwaakanga ari ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati anzwa kuti anorwara, akambogara mazuva maviri paakanga ari.
Shona 2009?
Naizvozvo wakati anzwa kuti unorwara, akambogara mazuva maviri panzvimbo paakanga ari.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati anzwa kuti anorwara, akambogara mazuva maviri paakanga ari.