John 12:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ʋaprista ʋakuru ʋakaraŋgana kuti ʋaʋuraye naRazaro ʋo,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vaprista vakuru vakaronga kuuraya naRazarowo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo vapristi vakuru vakarangana kuurayawo Razaro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vapristi vakuru vakarangana kuti vauraye naRazarowo,
Shona 2009?
Asi vaprista vakuru vakarangana kuti vavuraye naRazarovo;
Shona SUB 2002 Bible
Asi vapristi vakuru vakarangana kuti vauraye naRazarowo,