John 12:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
nokuti nokuɗa kwake ʋaJuda ʋazhinji ʋakaŋga ʋacibva kwaʋari, ʋacitenda kunaJesu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti nokuda kwake, vaJudha vazhinji vakanga vava kubva kwavari vachiisa kutenda kwavo kuna Jesu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho chiri chokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vakanga vavakubva vachinotenda muna Jesu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
nokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vakanga vachibva kwavari, vachitenda kuna Jesu.
Shona 2009?
nokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vaibva, vachitenda kunaJesu.
Shona SUB 2002 Bible
nokuti nokuda kwake vaJudha vazhinji vakanga vachibva kwavari, vachitenda kuna Jesu.