John 12:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino aʋa maŋgwana ʋanhu ʋazhinji‐zhinji, ʋakaŋga ʋaʋuya kumutambo, ʋakati ʋanzwa kuti Jesu woʋuya Jerusarema,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva rakatevera ungano huru yavanhu vakanga vauya kuMutambo yakanzwa kuti Jesu akanga ari munzira achiuya kuJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zuva ramangwana racho gungano guru ravanhu rakanga rauya kuzuva guru rakanzwa kuti Jesu ari kuuya kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ava mangwana vanhu vazhinji-zhinji, vakanga vauya kumutambo, vakati vanzwa kuti Jesu auya Jerusaremu,
Shona 2009?
Zvino ava mangwana chaunga chikuru chakanga chavuya kumutambo, chakati chanzwa kuti Jesu wovuya Jerusarema,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ava mangwana vanhu vazhinji zhinji, vakanga vauya kumutambo, vakati vanzwa kuti Jesu auya Jerusaremu,